Recordings
Arrangement
Entrance Vocal
Cantor
Patinopira chingwa newaini
Soprano | Alto
Yesu anotitora nokutipinza mumupiro wake
Bass
Mwari Baba anotitora nokutipinza mumupiro
Chorus
Soprano | Alto
Mambo torai zvose hapana chatinoda kuzvichengetera
Bass
Mambo torai zvose, hapana kuzvichengetera
Verses
Soprano | Alto
- Zvino munoona pachena zvatinoda kuita
- Kare makafadzwa neropa rezvipfuwo kana nezvibereko zveminda
- Zvino munoda rupenyu rwomunhu
- Munoda muviri wake, njere, moyo nomweya wake
- Munoda mabasa ake nhamo nemifaro yake
- Gamuchirai zvose zvatiinazvo
- Zvose ndezvenyu
- Chingwa newaini zvichazova muviri neropa raYesu